logo 歌曲宝
 gequbao.com

找歌就用歌曲宝

cover

Todii - Oliver 'Tuku' Mtukudzi

如无法下载或有错误,请刷新重试或点此 反馈 给我们
Todii-Oliver 'Tuku' Mtukudzi.mp3
[00:00.0]Todii - Oliver 'Tuku' Mtukudzi [00:04.84]...
[00:00.0]Todii - Oliver 'Tuku' Mtukudzi
[00:04.84]Written by:Oliver Mtukudzi
[00:09.69]Hooo todini senzeni
[00:13.27]What shall we do tingadii
[00:15.7]Senzenjani what shall we do
[00:30.12]Hooo todini senzeni
[00:33.25]What shall we do tingadii
[00:35.48]Senzenjani what shall we do
[00:39.65]Hooh todini senzeni
[00:43.16]What shall we do tingadii
[00:45.52]Senzenjani what shall we do
[00:49.63]Yeah todini senzeni
[00:53.09]What shall we do tingadii
[00:55.47]Senzenjani what shall we do
[01:00.34]Zvinorwadza sei kurera rufu mumaoko
[01:06.05]Kana uinawo utachiwana
[01:10.19]Zvinorwadza sei kuchengeta rufu mumaoko
[01:16.08]Kana uinawo utachiwana
[01:20.35]Bva zvamabata pamuviri pasina raramo
[01:26.03]Kana uinawo utachiwana
[01:30.46]Bva zvapatumbuka pamuviri pasina raramo
[01:36.15]Kana uinawo utachiwana
[01:39.95]Yeah todini senzeni
[01:43.490005]What shall we do tingadii
[01:45.72]Senzenjani what shall we do
[01:49.1]Hooo todini senzeni
[01:53.19]What shall we do tingadii
[01:55.66]Senzenjani what shall we do
[01:59.58]Yeah todini senzeni
[02:03.17]What shall we do tingadii
[02:05.53]Senzenjani what shall we do
[02:11.96]Senzeni
[02:14.41]Tingadii
[02:18.15]What shall we do
[02:50.12]Yeah todini senzeni
[02:53.2]What shall we do tingadii
[02:55.62]Senzenjani what shall we do
[02:59.69]Hooo todini senzeni
[03:03.37]What shall we do tingadii
[03:05.58]Senzenjani what shall we do
[03:09.74]Yeah todini senzeni
[03:13.25]What shall we do tingadii
[03:15.49]Senzenjani what shall we do
[03:20.2]Zvinorwadza sei kubhinywa ewaugere naye
[03:26.06]Kana uinawo utachiwana
[03:30.39]Zvinorwadza sei kubhinywa neakabvisa pfuma
[03:36.0]Kana uinawo utachiwana
[03:40.29001]Achiziva unahwo hutachiwana
[03:46.08]Kana uinawo utachiwana
[03:50.23]Ende uchiziva unahwo utachiwana
[03:56.04001]Kana uinawo utachiwana
[03:59.9]Hooo todini senzeni
[04:03.2]What shall we do tingadii
[04:05.53]Senzenjani what shall we do
[04:09.78]Hooo todini senzeni
[04:13.26]What shall we do tingadii
[04:15.58]Senzenjani what shall we do
[04:19.62]Yeah todini senzeni
[04:23.23]What shall we do tingadii
[04:25.53]Senzenjani what shall we do
[05:19.3]Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa utachiwana
[05:24.4]Dondipaiwo mazano
[05:26.04]Kana uinawo utachiwana
[05:29.37]Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa utachiwana
[05:34.46]Dondipaiwo mazano
[05:36.07]Kana uinawo utachiwana
[05:39.48]Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa utachiwana
[05:44.31]Dondipaiwo mazano
[05:46.14]Kana uinawo utachiwana
[05:49.38]Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa utachiwana
[05:54.35]Dondipaiwo mazano
[05:56.4]Kana uinawo utachiwana
[05:59.36]Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa utachiwana
[06:04.4]Dondipaiwo mazano
[06:06.07]Kana uinawo utachiwana
[06:09.4]Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa utachiwana
[06:14.36]Dondipaiwo mazano
[06:16.02]Kana uinawo utachiwana
[06:19.87]Hooo todini senzeni
[06:23.32]What shall we do tingadii
[06:25.53]Senzenjani what shall we do
[06:29.78]Hooo todini senzeni
[06:33.26]What shall we do tingadii
[06:35.47]Senzenjani what shall we do
[06:39.45]Yeah todini senzeni
[06:43.19]What shall we do tingadii
[06:45.5]Senzenjani what shall we do
展开